Marriage Diaries

Marriage Diaries I believe in a Christian family setup where God is the centre and the strength of our lives as a family-sharing advice
and also learning as we grow together
(13)

01/11/2026

As couples let's embrace this new month with so much joy and gratitude because every day is a day to thank God 🙏
Happy New Month Lovebirds 👩‍❤️‍💋‍👨

31/10/2026

Tingasangane hedu nezvakawanda as married couples asi dzimwe nguva marriage inombo nakidza😍
munozvionawo sei👇

31/10/2026

Zuva rapisa kunge Marriage yemumwe Munhu😂

30/10/2026

Hunhu hwakadai hunokonzerwa nei Mumarriage?
Pane vakambo sanganawo nazvo here?
Makakundawo sei chaizvo?

30/10/2026

Ndikafunga nguva dzichadzoka murume wangu nhasi ndiri kunzwa dzungu ne hana kurova ndichipera Simba...
good morning

29/10/2026

Understand your role in a marriage..

28/10/2026

Inbox:Murume ndakamuwana aine mwana wake musikana vachigara vari vaviri.Dambudziko riripo ndere kuti mwana uyu haatsiurike anoita zviya zvekundi challenger ende baba vake vanomuterera.
Imba yacho inogarika here zvakadai?murume akazonditi ndibve pamubhedha mwana wake auye arare ipapo.kuchiri kuchengetedza mwana wake here kana kuti pane zvimwe...
chimwezve mwana uyu ane 14 years asi Baba vacho vane nguva yekumugezesa....
Hama dzangu ndibatsireiwo panogarika here apa👇

28/10/2026

Ndinzwireiwo murume uyu,hanzi matoshamba here😂?
Uriwe unoita sei waudzwa izvi??

Inbox:Ndaita nhumbu tisina kuwirirana na Baba zvino chakunetsa murume haachinei neni.pandomuudza kuti ndiri kunzwa kuda ...
27/10/2026

Inbox:Ndaita nhumbu tisina kuwirirana na Baba zvino chakunetsa murume haachinei neni.pandomuudza kuti ndiri kunzwa kuda kudyei haadaire haana basa kuti ndadya here kana kuti handina.

Problem ndiri kungorwara-rwara iyewo haanei neni🥹.Ndokwanisa here kumbodzokera kumba kwedu ndozodzoka ndazvara.ndiri kufunga kuti ndikazvara ndosiya mwana na Mai vangu sezvo asingamude ndoshanda hangu kuriritira ari ikoko.
yava nhumbu yechitatu uye ichangotanga ine mwedzi mishoma,ndiite sei 👇

Inbox:Ndakabatwa nechikomba nyaya ikaenda kwaMambo murume wangu akaripwa nemombe 6.Nhau yapakuti ndakumuti pamombe idzod...
26/10/2026

Inbox:Ndakabatwa nechikomba nyaya ikaenda kwaMambo murume wangu akaripwa nemombe 6.Nhau yapakuti ndakumuti pamombe idzodzo enda unopedzisawo jeredzwa rakasara paakaroora akunditi handirore Munhu anozivikanwa nenyika yese?

Saka nei akabvuma kuripwa?
vehama moionawo sei nyaya iyi ndiri kufunga Mweya usiwo pese pandomuona .Ndiri kunzwa kuti akandisenzesa pasina chandinowana.

murimi ini maiitawo sei👇

Address

Potchefstroom
Brits

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00
Sunday 09:00 - 13:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Marriage Diaries posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share