09/07/2026
Ukanzi naAbambo nesituation iyi tungamira kumusha ini ndichatera "RAMBA" usabvume kuitwa mupfumbidza future endai mese...i future ipiko yamune muchinzi tikuda kugadzira future isinga gadzirwe muri mese future inogadzirwa nemunhu 1 here π π π π π€£ vamwe varume vatowana mukana wekuramba vakadzi nokuda kweMarch - March ikuitika iyi . Ukangobvuma kutungamidzwa zvaendwa ....nevaye hama dzemurume dzine dzisingakude dzatowana mukana ipapa vane vakutaura newe kunge love uchinzi Mai guru dzokai imi baba vambosanosara apa vachitoda kuwana madzingiro kuti ubve pahama yavo